Online Bible

- Reklamy -

Isaya 2:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti, “Uyai ngatiendei kugomo raJehovha, kuimba yaMwari waJakobho Iye achatidzidzisa nzira dzake, kuitira kuti tigofamba mumakwara ake.” Nokuti murayiro uchabva paZioni, shoko raJehovha richabva kuJerusarema.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋanhu ʋazhinji ʋacaenda’ko ʋaciti: Ʋuyai, ŋgatikwire kugomo raJehova, kuimba yaMŋari waJakobo; iye ucatidzidzisa nzira dzake, ticafamba mumakwara ake; nokuti murairo ucabva paZioni, shoko raJehova ricabva Jerusarema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vanhu vazhinji vachaendako vachiti, “Uyai, ngatikwire kugomo raJehovha, kuimba yaMwari waJakobho; iye achatidzidzisa nzira dzake, tichafamba mumakwara ake;” nokuti murayiro uchabva paZioni, shoko raJehovha richabva Jerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 ndudzi dzavanhu dzisingaverengeki dzichauyako dzichiti, “Uyai tikwire kugomo raTenzi, kuTemberi yaMwari waJakobho atidzidzise nzira dzake kuti tigofamba mumakwara ake.” Ndinodaro nokuti muGomo reZioni ndimo munobva mutemo uye shoko raTenzi rinobva muJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Isaya 2:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy