Isaya 2:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vachatizira kumapako amatombo nokumikaha yakarembera, nokuda kwokutya Jehovha, uye nokubwinya kwoumambo hwake, paanosimuka kuti azungunutse nyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ʋapinde mumapako amatombo, nomumikaha yamatombo makuru, nokuɗa kwaJehova unotyisa, ʋuye nokuɗa kwokubginya kwoʋumambo bgake, kana acisimuka kuzunuŋgusa nyika nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 vapinde mumapako amatombo, nomumikaha yamatombo makuru, nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokuda kwokubwinya kwoumambo hwake, kana achisimuka kuzunungusa nyika nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 kuti vapinde mumapako amatombo nomumitswe yamazitombo vohwanda kutyisa kwaTenzi vachihwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 kuti vapinde mumapako amatombo nomumitswe yamazitombo vohwanda kutyisa kwaTenzi vachihwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa. Viz kapitola |