Isaya 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti Jehovha Wamasimba Ose ane zuva raakachengetera avo vose vanozvikudza navanodada, navose vanokudzwa (uye vachaninipiswa), Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti Jehova wehondo unezuʋa rake pamsoro paʋose ʋanoɗaɗa naʋanoɀikudza, naʋanamanyawi; ʋacaɗeredzwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti Jehovha wehondo ane zuva rake pamusoro pavose vanodada navanozvikudza, navana manyawi; vachaderedzwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinodaro nokuti Tenzi wehondo nehondo, ane zuva rake, zuva raachaworora kudada kwose nokuzvikudza achiwororawo zvose, manyawi nokuzvitutumadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndinodaro nokuti Tenzi wehondo nehondo, ane zuva rake, zuva raachaworora kudada kwose nokuzvikudza achiwororawo zvose, manyawi nokuzvitutumadza. Viz kapitola |