Isaya 2:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Meso omunhu anozvikudza achaninipiswa, uye kuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa; asi Jehovha oga ndiye achakudzwa pazuva iro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kuɀikudza kwaʋanhu kucaɗeredzwa, namanyawi aʋanhu acaninipiswa, Jehova oga ucakudzwa nezuʋa iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa, namanyawi avanhu achaninipiswa, Jehovha oga achakudzwa nezuva iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kutarisa kwomunhu kune kuzvikudza mukati, kuchadukupiswa kuzvikudza kwomunhu kuchininipiswa. Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kutarisa kwomunhu kune kuzvikudza mukati, kuchadukupiswa kuzvikudza kwomunhu kuchininipiswa. Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo. Viz kapitola |