Isaya 2:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Izvi ndizvo zvakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi, pamusoro peJudha neJerusarema: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shoko rakaʋonekwa naIsaya, mŋanakomana waAmozi, pamsoro paJuda neJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Shoko rakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi, pamusoro paJudha neJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi zvakanangana nenyika yokwaJudha neguta reJerusaremu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi zvakanangana nenyika yokwaJudha neguta reJerusaremu, Viz kapitola |