Online Bible

- Reklamy -

Isaya 19:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 VaIjipita vachaora mwoyo, uye ndichaita kuti zvavanoronga zvive pasina; vachabvunza zvifananidzo nemweya yavakafa, nokumasvikiro navavuki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mŋeya weEgipita ucapera mukati mawo; ndicaparadza kufuŋga kwawo; ʋacandobvunza ɀifananidzo, naʋanamazaŋgo, naʋaʋuki neŋaŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Mweya weIjipiti uchapera mukati mawo; ndichaparadza kufunga kwawo; vachandobvunza zvifananidzo, navanamazango, navauki nen'anga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 VaIjipiti vacharasiswa mwoyo, ndichavhiringidza mazano avo. Ivo ndopavachaenda kundobvunzira kuzvifananidzo zvokunamata, nokuna vano un'anga hwokufembera namaminimini vachindobvunzirawo kumidzimu nokun'anga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 VaIjipiti vacharasiswa mwoyo, ndichavhiringidza mazano avo. Ivo ndopavachaenda kundobvunzira kuzvifananidzo zvokunamata, nokuna vano un'anga hwokufembera namaminimini vachindobvunzirawo kumidzimu nokun'anga.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 19:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy