Isaya 19:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndichakuchidzira kumukirana pakati pavaIjipita, mununʼuna acharwa nomukoma, muvakidzani acharwa nowaakavakidzana naye, guta richarwisana nerimwe guta, umambo hucharwisana nohumwe umambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicamutsa mŋoyo yaʋaEgipita ʋamukire ʋaEgipita; mumŋe nomumŋe ucarwa nehama yake, mumŋe nomumŋe nowakaʋakirana naye; guta ricamukira guta, ʋushe ʋucamukira ʋushe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ndichamutsa mwoyo yavaIjipiti vamukire vaIjipiti; mumwe nomumwe acharwa nehama yake, mumwe nomumwe nowakavakirana naye; guta richamukira guta, ushe huchamukira ushe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndichaita kuti vaIjipiti vamukirane, vacharwisana pachavo, mumwe achirwisana nomumwe wake, maguta achirwisana pachawo, madzimambo achirwisanawo pachawo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndichaita kuti vaIjipiti vamukirane, vacharwisana pachavo, mumwe achirwisana nomumwe wake, maguta achirwisana pachawo, madzimambo achirwisanawo pachawo, Viz kapitola |