Isaya 18:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti, kukohwa kusati kwasvika, kana kutungira kwamaruva kwaguma, uye ruva rova muzambiringa woibva, achagura mabukira namapanga okurangura, achatemera pasi uye agorasira kure matavi akatandavara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti kukohwa kusati kwaȿika, kana maruʋa azuka, ruʋa rashanduka zambiriŋga roɗo‐kuibva, ucagura mataʋi namapaŋga; namataʋi anotandira ucaabvisa nokuatema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti kukohwa kusati kwasvika, kana maruva azuka, ruva rashanduka dzambiringa roda kuibva, achagura matavi namapanga; namatavi anotandira achaabvisa nokuatema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Ndinodaro nokuti, panongoti kutumbuka perei ruva racho rava girepisi ratookuibva, achacheka nhungirwa dzacho nejeko rokupemhenesa, mapazi akatandavara achiatema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Ndinodaro nokuti, panongoti kutumbuka perei ruva racho rava girepisi ratookuibva, achacheka nhungirwa dzacho nejeko rokupemhenesa, mapazi akatandavara achiatema. Viz kapitola |