Online Bible

- Reklamy -




Isaya 16:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Naizvozvo vaMoabhu voungudza, vanoungudzira Moabhu pamwe chete. Chemai musuwe nokuda kwavarume veKiri Hareseti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Saka Moabi ucacema Moabi, mumŋe nomumŋe ucacema; mucacemera mapundu amazambiriŋga eKiri‐hareseti, mamanikidzwa kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Saka Moabhi achachema Moabhi, mumwe nomumwe achachema; muchachemera mapundu amadzambiringa eKirihareseti, mamanikidzwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Naizvozvo Moabhu ngaizvicheme, rungairai chaizvo kuchema, munhu wose ngaacheme Moabhu, ngavacheme zvambwa zvamagirepisi okuKirihareseti

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Naizvozvo Moabhu ngaizvicheme, rungairai chaizvo kuchema, munhu wose ngaacheme Moabhu, ngavacheme zvambwa zvamagirepisi okuKirihareseti

Viz kapitola kopírovat




Isaya 16:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy