Isaya 16:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Rega vatizi veMoabhu vagare newe, iva utiziro hwavo kubva kumuparadzi.” Mutambudzi achasvika kumagumo, uye kuparadza kuchapera; mudenhi achatsakatika panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋanhu ʋaŋgu ʋakadziŋgwa ŋgaʋagare newe; kana ari Moabi, uʋe kwaari paaŋgaʋanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haaci’po, kuparadza kwapera, ʋamanikidzi ʋabva panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vanhu vangu vakadzingwa ngavagare newe; kana ari Moabhi, uve kwaari paangavanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haachipo, kuparadza kwapera, vamanikidzi vabva panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Regai zvenyu vasingadiwe kuMoabhu vambotiwo garei zvavo pakati penyu muve diziro ravo rokuhwanda muparadzi. Pachazenge zvamuperera wokudzvinyirira vamwe uyu, zvokuparadza izvi kusisina, naiye nyakutsokodzera vamwe netsoka atsakatika panyika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Regai zvenyu vasingadiwe kuMoabhu vambotiwo garei zvavo pakati penyu muve diziro ravo rokuhwanda muparadzi. Pachazenge zvamuperera wokudzvinyirira vamwe uyu, zvokuparadza izvi kusisina, naiye nyakutsokodzera vamwe netsoka atsakatika panyika, Viz kapitola |