Isaya 15:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kudanidzira kwavo kwaita maungira kuchitevedza muganhu weMoabhu; kuungudza kwavo kunosvikira kuEgiraimi, kuchema kwavo kunosvikira kuBheeri Erimi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti kucema kwapotereka kunyika yose yaMoabi; kuwuŋgudza kwake kuȿikira paEgraimi, nokuwuŋgudza kwake kuȿikira paBeeri‐erimi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti kuchema kwapotereka kunyika yose yaMoabhi; kuungudza kwake kusvikira paEgiraimi, nokuungudza kwake kusvikira paBheerierimi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mhere yavo iri kusvika kumiganhu yenyika yeMoabhu, kubongomora kwavo kuchisvika kuEgirami kuungudza kwavo kuchisvikawo kuBhierierimu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mhere yavo iri kusvika kumiganhu yenyika yeMoabhu, kubongomora kwavo kuchisvika kuEgirami kuungudza kwavo kuchisvikawo kuBhierierimu. Viz kapitola |