Isaya 15:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mwoyo wangu unodanidzira pamusoro peMoabhu; vatizi varo vanotiza kusvikira kuZoari, kusvikira kuEgirati-Sherishiya. Vanokwidza nenzira yokuRuhiti, vanofamba vachichema, munzira yokuHoronaimi vanochema kuparadzwa kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mŋoyo waŋgu unoɗanidzira pamsoro paMoabi; ʋakuru ʋaʋo ʋanotizira Zoari, neEgrati‐sherishiya; nokuti ʋanokwira mukwidzwa waRuhiti ʋacicema; nokuti panzira inoenda Horonaimi ʋanocema nokucema kwokuparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mwoyo wangu unodanidzira pamusoro paMoabhi; vakuru vavo vanotizira Zoari, neEgiratisherishiya; nokuti vanokwira mukwidzwa waRuhiti vachichema; nokuti panzira inoenda Horonaimi vanochema nokuchema kwokuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwoyo wangu unochema Moabhu, vanhu vayo vanotizira kuZoari, vanosvika kwose nokuEgiratisherishiya nokuti vanokwira mukwidza wokuRuhiti iri mhere chete kuhwihwidza nokunzira yokuHoronaimu vari kuchema kuparadzwa kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwoyo wangu unochema Moabhu, vanhu vayo vanotizira kuZoari, vanosvika kwose nokuEgiratisherishiya nokuti vanokwira mukwidza wokuRuhiti iri mhere chete kuhwihwidza nokunzira yokuHoronaimu vari kuchema kuparadzwa kwavo. Viz kapitola |