Online Bible

- Reklamy -




Isaya 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Heshibhoni neErieri dzinodanidzira, manzwi avo anonzwika kusvikira kuJahazi. Naizvozvo varwi veMoabhu vanodanidzira, uye mwoyo yavo yaziya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Heshboni rinoɗanidzira, neEreari; inzwi raʋo rinonzwika kuȿikira paJahazi; saka ʋarwi ʋaMoabi ʋanoɗanidzira ɀikuru; mŋeya wake unoɗeɗera mukati make.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Heshibhoni rinodanidzira, neEreari; izwi ravo rinonzwika kusvikira paJahazi; saka varwi vaMoabhi vanodanidzira zvikuru; mweya wavo unodedera mukati mavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Guta reHeshibhoni neEreare ari kuridza mhere, kuchema kwavo kuri kunzwika kunyange kuJahazi. Naizvozvo varwi vokuMoabhu vari kudandaura kuchema vapindwa nokudedera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Guta reHeshibhoni neEreare ari kuridza mhere, kuchema kwavo kuri kunzwika kunyange kuJahazi. Naizvozvo varwi vokuMoabhu vari kudandaura kuchema vapindwa nokudedera.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 15:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy