Isaya 14:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nyika dzose dzazorora uye dzava norugare; votanga kufara nokuimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nyika yose yozorora, yanyarara; ʋanofara nokuimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nyika yose yozorora, yanyarara; vanofara nokuimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yose yave norugare norunyararo vanhu vachitomboimba zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nyika yose yave norugare norunyararo vanhu vachitomboimba zvavo. Viz kapitola |