Online Bible

- Reklamy -




Isaya 14:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Pazuva ramuchapiwa rusununguko naJehovha kubva pakutambudzika, nokusagadzikana, nokubatwa noutsinye,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino nezuʋa iro kana Jehova acikuzorodza pakucema kwako napakutambudzika kwako, napakuɓata kwako kunorema kwawakaɓatiswa nako,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino nezuva iro kana Jehovha achikuzorodza pakuchema kwako napakutambudzika kwako, napakubata kwako kunorema kwawakabatiswa nako,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Tenzi paachakuzorodzai kumarwadzo enyu nomupfumvu yenyu nepabasa rakaomarara ramaishandiswa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Tenzi paachakuzorodzai kumarwadzo enyu nomupfumvu yenyu nepabasa rakaomarara ramaishandiswa,

Viz kapitola kopírovat




Isaya 14:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy