Isaya 14:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vose vanokuona vanokunanʼanidza, vachafungisisa zvamagumo ako vachiti, “Ndiye here murume uya akazungunutsa nyika, akadederesa ushe, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋanokuʋona ʋacakucerekedza, ʋacakutarira, ʋaciti: Ko uyu ndiye munhu waiɗeɗeresa nyika, waizunuŋgusa ʋushe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Vanokuona vachakucherekedza, vachakutarira, vachiti, ‘Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika, Viz kapitola |