Online Bible

- Reklamy -




Isaya 12:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Pazuva iro muchati, “Vongai Jehovha, danai kuzita rake; zivisai zvaakaita pakati pendudzi, uye muparidze kuti zita rake risimudzirwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino nezuʋa iro mucati: Ʋoŋgai Jehova, paridzai zita rake, ziʋisai maɓasa ake pakati paʋanhu, muʋudze ʋanhu kuti zita rake rinokudziwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino nezuva iro muchati, “Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pazuva iroro muchati, “Ngatitendei Tenzi tidaidze zita rake tiparidze mabasa ake kumarudzi avanhu tichivazivisa kuti zita rake izita romukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pazuva iroro muchati, “Ngatitendei Tenzi tidaidze zita rake tiparidze mabasa ake kumarudzi avanhu tichivazivisa kuti zita rake izita romukurumbira.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 12:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy