Isaya 11:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mhou ichafura nebere, vana vazvo vachavata pasi pamwe chete, uye shumba ichadya uswa senzombe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mhou neɓere ɀicacera; ʋana ʋadzo ʋacaʋata pamŋe cete; shumba icadya ʋuswa senzombe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Mhou nebere zvichafura; vana vadzo vachavata pamwechete; shumba ichadya uswa senzombe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mhou nebere zvichatofura pamwechete vana vazvo vachirara zvavo pamwechete, shumba ichafura sora semombe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mhou nebere zvichatofura pamwechete vana vazvo vachirara zvavo pamwechete, shumba ichafura sora semombe. Viz kapitola |