Isaya 11:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 asi nokururama achatongera varombo, nokururamisira achatongera vanyoro vapanyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake; nokufema kwemiromo yake achauraya vakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 asi ucatoŋgera ʋarombo nokururama, ucatambira ʋanyoro ʋenyika mhaka dzaʋo ɀakarurama; ucaroʋa nyika neshamhu yomuromo wake, ucaʋuraya ʋakaipa nomŋeya wemiromo yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 asi achatongera varombo nokururama, achatambira vanyoro venyika mhaka dzavo zvakarurama; acharova nyika neshamhu yomuromo wake, achavauraya vakaipa nomweya wemiromo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 asi kuti achatonga varombo zvakarurama achipipirira vatamburi vepanyika uye nyika achairova neshamhu yomuromo wake nefemo romuromo wake anopfuudza vakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 asi kuti achatonga varombo zvakarurama achipipirira vatamburi vepanyika uye nyika achairova neshamhu yomuromo wake nefemo romuromo wake anopfuudza vakaipa. Viz kapitola |