Isaya 11:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wouchenjeri newokunzwisisa, mweya wokurayira nowesimba, mweya wokuziva newokutya Jehovha, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋeya waJehova ucagara pamsoro pake, mŋeya wenjere nowokuŋgwara, mŋeya wamano nesimba, mŋeya wokuziʋa nokutya Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokungwara, mweya wamano nesimba, mweya wokuziva nokutya Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mweya waTenzi uchagara paari Mweya woungwaru newokunzwisisa Mweya unopa zano newesimba Mweya woruzivo newokutya Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mweya waTenzi uchagara paari Mweya woungwaru newokunzwisisa Mweya unopa zano newesimba Mweya woruzivo newokutya Tenzi. Viz kapitola |