Isaya 1:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Dai Jehovha Wamasimba Ose asina kutisiyira vakapunyuka, tingadai takafanana neSodhomu, tingadai takaita seGomora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ƌai Jehova wehondo asina‐kutisiyira ʋakasara ʋashoma‐shoma, tiŋgaɗai takafanana neSodoma, takaita seGomora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Dai Jehovha wehondo asina kutisiyira vakasara vashomashoma, tingadai takafanana neSodhoma, takaita seGomora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dai Tenzi wehondo nehondo asina kutisiyira zvake chitsama chavakapunyuka, tingadai takaita hweSodhomu kana kuita hweGomora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Dai Tenzi wehondo nehondo asina kutisiyira zvake chitsama chavakapunyuka, tingadai takaita hweSodhomu kana kuita hweGomora. Viz kapitola |