Isaya 1:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Haiwa, rudzi runotadza, vanhu vakaremerwa nezvakaipa, vana vavaiti vezvakaipa, vana vanoita zvakaora! Vakasiya Jehovha; vakashora Mutsvene waIsraeri vakamufuratira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Haiwa, rudzi runotadza, ʋanhu ʋakaremerwa neɀakaipa, ʋana ʋaʋaiti ʋeɀakaipa, ʋana ʋanoita ɀakaʋora! Ʋakasiya Jehova, ʋakashoʋora Mutȿene waIsraeri, ʋadzokera shure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Haiwa, rudzi runotadza, vanhu vakaremerwa nezvakaipa, vana vavaiti vezvakaipa, vana vanoita zvakaora! Vakasiya Jehovha, vakashora Mutsvene waIsiraeri, vadzokera shure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvichakuwanai zvenyu rudzi rwavanhu vezvitadzo! Iyemi vanhu vazere uipi, imi zvizukuru zvavaiti vezvakaipa, vana vane muitiro wakaora. Makandiramba imi, ini Tenzi, mukandishora ini Anoera weIsiraeri, mukanyatsondipa zvenyu gotsi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvichakuwanai zvenyu rudzi rwavanhu vezvitadzo! Iyemi vanhu vazere uipi, imi zvizukuru zvavaiti vezvakaipa, vana vane muitiro wakaora. Makandiramba imi, ini Tenzi, mukandishora ini Anoera weIsiraeri, mukanyatsondipa zvenyu gotsi. Viz kapitola |