Hagai 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichazungunusa ndudzi dzose, uye zvinodikanwa nendudzi dzose zvichauya, uye ndichazadza imba ino nokubwinya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ndicazunuŋgusa ndudzi dzose; ɀose ɀinoɗikanwa nendudzi dzose ɀicaʋuya; ndicazadza imba ino nokubginya — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 ndichazunungusa ndudzi dzose; zvose zvinodikanwa nendudzi dzose zvichauya; ndichazadza imba ino nokubwinya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichazunza marudzi ose avanhu zvokuti upfumi hwamarudzi ose huchauya ndigozadza Temberi ino norunako,’ ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichazunza marudzi ose avanhu zvokuti upfumi hwamarudzi ose huchauya ndigozadza Temberi ino norunako,’ ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitola |