Online Bible

- Reklamy -




Genesi 9:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Shure kwamafashamu, Noa akararama kwamakore mazana matatu namakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Noa wakagara shure kwemvura zhinji makore anamazana matatu namakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Noa akagara shure kwemvura zhinji makore ana mazana matatu namakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Shure kwamafashamo emvura Nowa akagara mazana matatu amakore ana makore makumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Shure kwamafashamo emvura Nowa akagara mazana matatu amakore ana makore makumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 9:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy