Genesi 9:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Akatiwo, “Ngaakudzwe Jehovha, Mwari waShemu! Kenani ngaave muranda waShemu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akati: Jehova Mŋari waShemi ŋgaakudzwe, Kanani ŋgaaʋe muranda wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Akati, “Jehovha Mwari waShemu ngaakudzwe, Kenani ngaave muranda wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akatiwo, “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari waShemu, Kanani ngaave muranda waShemu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akatiwo, “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari waShemu, Kanani ngaave muranda waShemu. Viz kapitola |