Genesi 9:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Noa akava murimi, akarima munda wamazambiringa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Noa wakataŋga kuʋa murimi, akarima munda womuzambiriŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Noa akatanga kuva murimi, akarima munda womuzambiringa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nowa aiva murimi akasima munda wemagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nowa aiva murimi akasima munda wemagirepisi. Viz kapitola |