Online Bible

- Reklamy -




Genesi 9:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka vaiva Shemu, Hamu naJafeti. (Hamu akanga ari baba vaKenani.)

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ʋanakomana ʋaNoa ʋakaɓuɗa muareka ndiʋaʋa: Shemi, naHami, naJafeti; Hami ndiye ɓaɓa ʋaKanani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka ndivava: Shemu, naHamu, naJafeti; Hamu ndiye baba vaKenani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 9:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy