Genesi 9:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka Mwari akati kuna Noa, “Ichi ndicho chiratidzo chesungano yandakasimbisa pakati pangu nezvipenyu zvose zviri panyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋari akati kunaNoa: Ndico ciratidzo cesuŋgano yandakaita pakati paŋgu neɀose ɀenyama ɀiri panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mwari akati kuna Noa, “Ndicho chiratidzo chesungano yandakaita pakati pangu nezvose zvenyama zviri panyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” Viz kapitola |