Genesi 8:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 uye akatuma gunguo, uye rakaramba richibhururuka kuno nokoko kusvikira mvura yapwa panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 akaɓuɗisa guŋguʋu, iro rikaramba ricibururukabururuka kuȿikira mvura yapxa panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 akabudisa gunguo, iro rikaramba richibhururuka-bhururuka kusvikira mvura yapwa panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akatuma gunguo asi rakaramba richidzengerera zvaro kusvikira mvura yapwa panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akatuma gunguo asi rakaramba richidzengerera zvaro kusvikira mvura yapwa panyika. Viz kapitola |