Genesi 8:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Noa akavakira Jehovha aritari, uye akatora dzimwe dzemhuka dzose dzakanaka neshiri dzakanaka, akabayira zvipiriso zvinopiswa pamusoro payo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Noa akaʋakira Jehova artari, akatora dzimŋe pamhuka dzose dzakanaka neshiri dzose dzakanaka, akapisira ɀipiriso ɀinopiswa paartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Noa akavakira Jehovha atari, akatora dzimwe pamhuka dzose dzakanaka neshiri dzose dzakanaka, akapisira zvipiriso zvinopiswa paatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nowa akavakira Tenzi atari. Akatora mhuka imwechete pamhando yoga yoga yemhuka neyeshiri dzisina kun'ora, akapira mipiro yokupisa paatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nowa akavakira Tenzi atari. Akatora mhuka imwechete pamhando yoga yoga yemhuka neyeshiri dzisina kun'ora, akapira mipiro yokupisa paatari. Viz kapitola |