Genesi 8:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino zvitubu zvepakadzika uye masuo amafashamu okudenga zvakanga zvazarirwa, uye mvura yakanga yaguma kunaya kubva kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 namatsime apakadzika namawindi eɗeŋga akazarirwa, nemvura yakabva kuɗeŋga ikadziʋiswa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 namatsime apakadzika namawindo edenga akazarirwa, nemvura yakabva kudenga ikadziviswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa, Viz kapitola |