Online Bible

- Reklamy -




Genesi 8:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Budisa mhando dzose dzezvisikwa zvipenyu zvaunazvo, shiri, mhuka nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, kuitira kuti zvibereke uye zvive zvizhinji pamusoro payo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ƃuɗisa ʋo pamŋe cete newe ɀipenyu ɀose ɀenyama ɀinewe, ɀinoti, shiri, neɀipfuwo, neɀinokambaira ɀose, neɀinokambaira panyika, kuti ɀiwande panyika, ɀiɓereke, ɀiʋe ɀizhinji panyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Budisawo pamwechete newe zvipenyu zvose zvenyama zvinewe, zvinoti, shiri, nezvipfuwo, nezvinokambaira zvose, nezvinokambaira panyika, kuti zviwande panyika, zvibereke, zvive zvizhinji panyika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ubudewo nezvinhu zvipenyu zvose zvaunazvo zvinoti, mhuka dzose neshiri nezvipfuwo nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi, zviite zararira kuwanda panyika, zviberekane zviwande panyika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ubudewo nezvinhu zvipenyu zvose zvaunazvo zvinoti, mhuka dzose neshiri nezvipfuwo nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi, zviite zararira kuwanda panyika, zviberekane zviwande panyika.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 8:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy