Genesi 7:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mafashamu akaramba achingouya panyika kwamazuva makumi mana, uye mvura sezvayakaramba ichiwanda yakasimudza areka pamusoro-soro penyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mvura zhinji ikaʋa’po panyika mazuʋa anamakumi manna; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamsoro penyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mvura zhinji ikavapo panyika mazuva ana makumi mana; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamusoro penyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mvura zhinji yakaramba ichinaya pasi pose kwamazuva makumi mana. Yakawanda zvokuti yakasumudza ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mvura zhinji yakaramba ichinaya pasi pose kwamazuva makumi mana. Yakawanda zvokuti yakasumudza ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. Viz kapitola |