Online Bible

- Reklamy -




Genesi 6:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Vanhu vakati vatanga kuwanda panyika uye vanasikana vakaberekwa kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋotaŋga kuwanda panyika, ʋaciɓerekerwa ʋanasikana,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino vanhu vakati votanga kuwanda panyika, vachiberekerwa vanasikana,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Vanhu pavakatanga kuwanda panyika, vakabereka vana vasikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Vanhu pavakatanga kuwanda panyika, vakabereka vana vasikana.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 6:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy