Genesi 50:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Josefa akagara muIjipiti pamwe chete nemhuri yose yababa vake. Akararama kwamakore zana negumi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Josefa akagara Egipita, iye naʋeimba yaɓaɓa ʋake; Josefa akagara makore anezana negumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Josefa akagara Ijipiti, iye naveimba yababa vake; Josefa akagara makore ane zana negumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi. Viz kapitola |