Genesi 50:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo madzikoma ake akauya akazviwisira pasi pamberi pake. Vakati, “Tiri varanda venyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋakuru ʋake ʋakaenda ʋo, ʋakawira pasi pamberi pake, ʋakati: Tarirai, tiri ʋaranda ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vakuru vake vakaendawo, vakawira pasi pamberi pake, vakati, “Tarirai, tiri varanda venyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakoma vake vakazouyawo vakamugwadamira vachiti, “Onai isu tiri varanda venyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakoma vake vakazouyawo vakamugwadamira vachiti, “Onai isu tiri varanda venyu.” Viz kapitola |