Online Bible

- Reklamy -

Genesi 50:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vakati vasvika paburiro raAtadhi, pedyo neJorodhani, vakachema zvikuru neshungu; uye ipapo Josefa akatara mazuva manomwe okuchema baba vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋakaȿika paɓuriro raAtadi, riri mhiri kwaJoridani, ʋakamucema’po nokucema kukuru kwaɀo; akacema ɓaɓa ʋake mazuʋa manomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vakasvika paburiro raAtadhi, riri mhiri kwaJorodhani, vakamuchemapo nokuchema kukuru kwazvo; akachema baba vake mazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 50:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy