Online Bible

- Reklamy -




Genesi 5:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Pamwe chete, Seti akararama kwamakore mazana mapfumbamwe negumi namaviri, uye ipapo akafa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 mazuʋa ose aSeti akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe negumi namaʋiri, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 mazuva ose aSeti akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi namaviri, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Saka ose pamwechete, Seti akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore gumi namaviri ndokuzofa zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Saka ose pamwechete, Seti akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore gumi namaviri ndokuzofa zvake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 5:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy