Genesi 5:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uye shure kwokubereka kwake Enoshi, Seti akararama kwamakore mazana masere namanomwe uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Seti akagara makore anamazana masere namanomŋe shure kwokuɓerekwa kwaEnoshi, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. Viz kapitola |