Genesi 5:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Adhamu akati agara makore zana namakumi matatu, akabereka mwanakomana akafanana naye, akanga akamutodza; akamutumidza zita rokuti Seti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Adama wakagara makore anezana namakumi matatu, akaɓereka mŋanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Adhamu wakagara makore ane zana namakumi matatu, akabereka mwanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Adhamu akagara makore zana namakumi matatu ndokubereka mwana mukomana akafanana naye, akamutumidza kuti Seti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Adhamu akagara makore zana namakumi matatu ndokubereka mwana mukomana akafanana naye, akamutumidza kuti Seti. Viz kapitola |