Genesi 5:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Metusera akati ararama kwamakore zana namakumi masere namanomwe, akabereka Rameki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Metusara wakagara makore anezana namakumi masere namanomŋe, akaɓereka Rameki; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Metusera wakagara makore ane zana namakumi masere namanomwe, akabereka Rameki; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Metushera akagara zana rine makumi masere amakore ana makore manomwe vakazobereka Rameki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Metushera akagara zana rine makumi masere amakore ana makore manomwe vakazobereka Rameki. Viz kapitola |