Genesi 5:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Enoki akafamba naMwari; ipapo akasazovapo, nokuti Mwari akamutora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Enoki akafamba naMŋari, akasazoʋa’po, nokuti Mŋari wakamutora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Enoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari wakamutora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Viz kapitola |