Genesi 5:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pamwe chete, Enoki akararama kwamakore mazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Mazuʋa ose aEnoki akaŋga ari makore anamazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Mazuva ose aEnoki akanga ari makore ana mazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Saka ose pamwechete, Enoki akagara mazana matatu amakore ana makore makumi matanhatu namashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Saka ose pamwechete, Enoki akagara mazana matatu amakore ana makore makumi matanhatu namashanu. Viz kapitola |