Online Bible

- Reklamy -




Genesi 5:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Pamwe chete, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 mazuʋa ose aMaharareri akaŋga ari makore anamazana masere namakumi mapfumbamŋe namashanu, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 mazuva ose aMaharareri akanga ari makore ana mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 5:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy