Genesi 49:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ngandirege kupinda parangano yavo, ngandirege kuva paungano yavo, nokuti vakauraya vanhu mukutsamwa kwavo uye vakagura marunda enzombe sezvavaida. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋeya waŋgu, rega kupinda pakuraŋgana kwaʋo, Kukudzwa kwaŋgu, rega kusoŋganiswa neʋuŋgano dzaʋo; Nokuti pakutsamŋa kwaʋo ʋakaʋuraya ʋanhu, Nokuɗa kwaʋo ʋakagura marunda eŋombe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Mweya wangu, rega kupinda pakurangana kwavo. Kukudzwa kwangu, rega kusanganiswa neungano dzavo; Nokuti pakutsamwa kwavo vakauraya vanhu, Nokuda kwavo vakagura marunda emombe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pabangano ravo handitsikipo, handina chandinoronga navo, nokuti vakauraya vanhu vakashatirwa. Vakacheka marunda emombe, vachiita zvoutsinye zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pabangano ravo handitsikipo, handina chandinoronga navo, nokuti vakauraya vanhu vakashatirwa. Vakacheka marunda emombe, vachiita zvoutsinye zvavo. Viz kapitola |