Genesi 49:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Munda nebako riri mauri zvakatengwa kubva kuvaHiti.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 munda uya neɓako riri mukati mawo, ɀakateŋgwa kuʋana ʋaHeti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 munda uya nebako riri mukati mawo, zvakatengwa kuvana vaHeti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Munda wacho nebako ririmo zvakatengwa kuvaHiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Munda wacho nebako ririmo zvakatengwa kuvaHiti. Viz kapitola |