Genesi 49:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Achasungirira mbongoro yake pamuzambiringa, nomwana wayo padavi rakaisvonaka; achasuka nguo dzake muwaini, zvokufuka zvake muropa ramazambiringa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Unosuŋgira mboŋgoro yake pamuzambiriŋga, Nomŋana wemboŋgoro yake pamuzambiriŋga wakaiȿo‐naka; Wakasuka ŋguʋo dzake newaini, Neɀokufuka ɀake muropa ramazambiriŋga Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Unosungira mbongoro yake pamuzambiringa, Nomwana wembongoro yake pamuzambiringa wakaisvonaka; Wakasuka nguo dzake newaini, Nezvokufuka zvake muropa ramazambiringa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Achasungirira dhongi rake pamugirepisi achasungirira chigondora chake chedhongi pamugirepisi wakanaka kwazvo, hanzu dzake achisuka zvake muwaini, zvipfeko zvake achisuka muwaini yakati piriviri kutsvuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Achasungirira dhongi rake pamugirepisi achasungirira chigondora chake chedhongi pamugirepisi wakanaka kwazvo, hanzu dzake achisuka zvake muwaini, zvipfeko zvake achisuka muwaini yakati piriviri kutsvuka. Viz kapitola |