Online Bible

- Reklamy -




Genesi 48:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vandakapiwa kuno naMwari.” Ipapo Israeri akati, “Uya navo pano ndivaropafadze.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Ndiʋo ʋanakomana ʋaŋgu ʋandakapiwa pano naMŋari. Ʋakati: Ƌoʋuya naʋo kwandiri ndiʋaropafadze.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vangu vandakapiwa pano naMwari.” Vakati, “Douya navo kwandiri ndivaropafadze.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Josefi akati kuna baba vake, “Ava ndivo vana vangu vandakapiwawo naMwari muno umu.” Iye akati, “Chiuya navo kuno ndivakomborere.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Josefi akati kuna baba vake, “Ava ndivo vana vangu vandakapiwawo naMwari muno umu.” Iye akati, “Chiuya navo kuno ndivakomborere.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 48:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy