Online Bible

- Reklamy -




Genesi 48:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 uye akati kwandiri, ‘Ndichakuita kuti ubereke vana uye ndichaita kuti muwande. Ndichakuita vanhu vazhinji, uye ndichakupa nyika ino kuti ive yako nokuzvizvarwa zvako nokusingaperi.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 akati kwandiri: Tarira, ndicakuɓerekesa, ndicakuwanza, ndicakuita ndudzi zhinji; ndicapa ʋana ʋako ʋanokuteʋera nyika ino, iʋe yaʋo nokusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 akati kwandiri, ‘Tarira, ndichakuberekesa, ndichakuwanza, ndichakuita ndudzi zhinji; ndichapa vana vako vanokutevera nyika ino, ive yavo nokusingaperi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akanditiwo, ‘Ndichakupa vana vazhinji, ndigokuitai kuti muwande zvokuita madzinza namadzina avanhu. Ndichapa zvizvarwa zvako zvichauya nyika ino kuti ive yavo nokusingaperi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Akanditiwo, ‘Ndichakupa vana vazhinji, ndigokuitai kuti muwande zvokuita madzinza namadzina avanhu. Ndichapa zvizvarwa zvako zvichauya nyika ino kuti ive yavo nokusingaperi.’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 48:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy