Online Bible

- Reklamy -




Genesi 48:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Israeri akati kuna Josefa, “Handina kumbofunga kuti ndichaona chiso chakozve, uye zvino Mwari anditendera kuti ndione vana vakowo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Israeri akati kunaJosefa: Handina‐kufuŋga kuti ndicaʋona ciso cako ɀe, ɀino tarira, Mŋari wakandiʋonesa naʋana ʋako ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Isiraeri akati kuna Josefa, “Handina kufunga kuti ndichaona chiso chakozve, zvino tarira, Mwari akandionesa navana vakowo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Handina kufunga kuti ndichazokuonazwe. Asi Mwari akandibatsira ndikatoonawo navana vako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Handina kufunga kuti ndichazokuonazwe. Asi Mwari akandibatsira ndikatoonawo navana vako.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 48:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy